Kugara Mukuchengetedzwa Nababa Vako
dans 1 boutique
À voir aussi
Code-barres: 9781522873211
Toutes les offres
- bol.comKugara Mukuchengetedzwa Nababa VakoVoir la boutique10,50 €En stock
Nous pouvons percevoir une commission si vous achetez via ce lien. Le prix que vous payez ne change pas.
À propos de ce produit
Kururama ndicho chidzidzo chisinganzwisiswe zvakanyanya muBhaibheri, zvino mukusanzwisisa ikoko, nokuda kwechokwadi chisina kujeka nefungiro isina kuita zvakanaka nemhedzisiro, ndicho chikonzero chikuru chinoita kuti maKristu akawanda agare muhutapwa. Ndakakura, sevamwe vakawandisa, ...ndichibatanidza kururama nemabasa akanaka, ...asi waiziva here kuti hapana kana basa rako rakanaka rinokuita kuti uve wakarurama? Muna Johani 14-17 Jesu vakange vasiri kutaura pamusoro pedzimba kudenga, ...asi vaitaura Kururama, Pavakati: "Ndinoenda ndinokugadzirira nzvimbo."
Description fournie par bol.com.